KwaunobvaDuramazwiCchachura

Duramazwi

chachura

Zvinoreva

Kuchachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto.

1

Kuchachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto.

Tafi zvaakachachura nyama kubva mugapu rainge riri pachoto, vanhu vose vakabva vaziva kuti aikara.

Kuchachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word