Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chadu kucheka chinhu chakanyorovera uchishandisa banga rakapinza chaizvo. Aingoita matomatisi okuti chadu nezibanga rake raipinza semare.
1
Kuti chadu kucheka chinhu chakanyorovera uchishandisa banga rakapinza chaizvo. Aingoita matomatisi okuti chadu nezibanga rake raipinza semare.
Kuti chachadu kuzunungusa chinhu kuti chiite ruzha.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chaduka
Kana chinhu chichichaduka chinenge chichibvira kucheka nebanga kana chimwe chinopinza.
VerengaSwipe for the next word