Duramazwi · zita
chadzera
reflection
Duramazwi · zita
reflection
Chadzera mirazvu yechiedza inooneka iri kure.
Chadzera mirazvu yechiedza inooneka iri kure.
Ndakaona chadzera changu mumvura yedziva.
Chadzera mirazvu yechiedza inooneka iri kure.
Chadzera kuvaima kunounzwa nemoto panguva yeusiku kana nezuva panguva dzemasikati. Kana tsuro ikaona chadzera mberi kwayo haibudi mumugwagwa.
Duramazwi
01 / 03chadzimira
Kukwanisa kutarisa nenzira yehutano.
VerengaSwipe for the next word