KwaunobvaDuramazwiCchadenga

Duramazwi · zita

chadenga

atmosphere

Zvinoreva

Chadenga kumusoro kwakakwirira zvikuru kuno-wanza kubhururukira chapungu kana ndege.

1

Chadenga kumusoro kwakakwirira zvikuru kuno-wanza kubhururukira chapungu kana ndege.

Chadenga kumusoro kwakakwirira zvikuru kuno-wanza kubhururukira chapungu kana ndege.

Muchadenga mune nyeredzi hobho.

Makore imvura yakaurumbana iri muchadenga inoita kuti denga rive neruvara ruchena kana kuti rwepfumbu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chadima

Chadima kusviba kwekunze kwakanyanya munguva dzemanheru kana dzerungwanani-ngwanani. Kana kunze kune chadima kufamba kunonetsa zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word