Duramazwi · zita
kudenga
heavenward · heaven
Duramazwi · zita
heavenward · heaven
Kudenga inzvimbo iri kumusorosoro, sezvakaita kumakore.
Kudenga inzvimbo iri kumusorosoro, sezvakaita kumakore.
Zita rangu rakagarirwa dare kudenga ndisipo.
Kudenga kufamba zvishoma zvishoma kunoita munhu a-norwara kana achembera.
Mutariri munhu anochengetedza vanhu kana nzvimbo. Mwari vari kudenga ndivo mutariri wedu.
Kudenga ndekunonzi nevaKristu ndiko kunoenda kundogara mweya yevanhu vanenge vafa vari vatsvene.
Duramazwi
01 / 03kudengenyeka kwenyika
earthquake
VerengaSwipe for the next word