KwaunobvaDuramazwiKkudaro

Zvinoreva

Ichi chidudzirachiito chinoreva nzira iyoyo inenge ichitaurwa kana kuti maitiro iwayo ane-nge achitorehwa.

1

Ichi chidudzirachiito chinoreva nzira iyoyo inenge ichitaurwa kana kuti maitiro iwayo ane-nge achitorehwa.

Manga muchifanira kumirira tironge than kuita zvinhu zvinomakisa kudaro zvamazoita.

Ukaona munhu anozadzira mwana asiri wake nyama kudaro ane mwoyo wakanaka.

Ndakavhara musoro angu kudaro ndinobva ndatanga kunzwa mutsindo panze.

Zvakafanana

kudai

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word