KwaunobvaDuramazwiNnekudaro

1

Nekudaro chinhu chakanaka kuti uve neruzivo rwomutauro rwakakwana.

Pane ino nguva zvizhinji zvave kujeka mumusoro mako nekudaro unenge wongoita mutserendende mukuzarukirwa nezvidzidzo.

Chirevauwandu ndechimwe chezvidudziramazita icho chinoratidza uwandu hwevanhu kana zvinhu, nekudaro chinenge chichitodudzira zita.

Zvine chekuita

nokudaro

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nekudza

Kana uchinekudza munhu unenge uchimuita kuti ati akambofamba achienda uko odzokazve, pasina chinangwa chaicho chaari kuzviitira.

Verenga

Swipe for the next word