Duramazwi · zita
saka
hence · so · thus · therefore
Duramazwi · zita
hence · so · thus · therefore
Tinoshandisa saka muchirevo kuratidza chakonzera kuti chinhu chiitike.
Saka izwi rinoshandiswa kuvhunza muvhunzo.
Saka kamukana kari pakati pemazino maviri ekumusoro epamberi.
Tinoshandisa saka muchirevo kuratidza chakonzera kuti chinhu chiitike.
Handina kumbomutuka saka ndashaya kuti zvaipirepi.
Mama ndaivaona saka ndakashingirira kuvhura ndichibva ndavhara bulger ndokukiya.
Aive ati anoda kuzondiintroducer kumafriends ake saka ndiko kwandaive ndakuenda.
Saka izwi rinoshandiswa kuvhunza muvhunzo.
Zvamunoramba muchitireva, saka munoda kuti tidii?
Ndaive ndisati ndamboishandisa saka mama ndivo vaizoita zvinhu zvacho kana vamuka.
Change yaiva mubedroom saka aitoti aende kunotora avape asi akadzoka vasisipo vaenda.
Saka kamukana kari pakati pemazino maviri ekumusoro epamberi.
Nyemudzai anozvida nesaka rake rinenge vende.
Ndaive ndisati ndamboishandisa saka mama ndivo vaizoita zvinhu zvacho kana vamuka.
After all Lennon wacho vaive vasingamuzive Saka hapana pavaizombomutsvaga vakamuwana.
Duramazwi
01 / 03saka saka
Kuti saka saka kunaya zvishoma zvishoma uye zvinyoronyoro kunoita mvura ine madonhwe madiki.
VerengaSwipe for the next word