Kwaunobva/Duramazwi/S/sakabuya
Duramazwi · zita
Sakabuya ishiri ine besu refu.
Duramazwi
sakabvura
Kusakabvura kurova munhu negumbo achiwira pasi.
sakadza
Kusakadza kuita kuti chinhu chive chisharu.
sakadzwa
Kuve wakasakara nenzira yekushandiswa.
Swipe for the next word