KwaunobvaDuramazwiSsakadza

Duramazwi

sakadza

Zvinoreva

Kusakadza kuita kuti chinhu chive chisharu.

1

Kusakadza kuita kuti chinhu chive chisharu.

Kusakadza munhu kumuita zvinoita kuti ataridzike seachembera, zvokuti panenge pasisina angamudawo.

Kusakadza kuita kuti chinhu chive chisharu.

Kusakadza kurova munhu zvine simba.

2

Kusakadza kurova munhu zvine simba.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sakadzwa

Kuve wakasakara nenzira yekushandiswa.

Verenga

Swipe for the next word