Duramazwi · zita
dhinha
dinner
Duramazwi · zita
dinner
Kana chinhu chichidhinha chinenge chichiita kuti usanzwa kufarira kuchiita. *Kupopote-dzana kwavavakidzani ava zuva nezuva kwasvika pakutidhinha.*
Dhinha kudya kunogona kuva kwamasikati kana manheru, mhuri yose iripo.

Bedura chidhinha ichi chigokwana patinoda kuchitsveta.
Munyaya dzokuvaka dhakabhoi munhu anobatsira bhiridha nokumukanyira nokumutambidza dhaka nezvidhinha.
Kana basa richikudhinha rinenge richiita kuti usare uine simba shoma, zvokuti unenge usisakwanisi kuramba uchishanda, woda kuzorora.
Dhinha kudya kunogona kuva kwamasikati kana manheru, mhuri yose iripo.
Dhinha kudya kunogona kuva kwamasikati kana manheru, mhuri yose iripo.
Munyaya dzokuvaka dhakabhoi munhu anobatsira bhiridha nokumukanyira nokumutambidza dhaka nezvidhinha.
Dhanduru ndiyo imba hombe pamusha yakavakwa nezvidhinha, ine makamuri, dzimwe dzimba dziri dzedenderedzwa.
Duramazwi
01 / 03dhinhidza
Kudhinhidza kurova munhu zvakasimba nechibhakera.
VerengaSwipe for the next word