KwaunobvaDuramazwiCchembera

Duramazwi · chiito

chembera

be old · old (be)

-kwegura

Zvinoreva

Kana munhu achembera anenge akura, ararama kwemakore mazhinjizhinji.

1

Kana munhu achembera anenge akura, ararama kwemakore mazhinjizhinji.

Tinodawo imba, ndave kuchembera ndakangokumirira.

Tinopinza vana vedu chikoro kuti vazoticheukawo kana tachembera.

Kana munhu ava kuchembera anotanga kuonekwa kumera imvi.

2

Kana chinhu chachembera chinenge choonekwa kusakara kana kuti chagara kwenguva refu.

Zvakafanana

-kwegura

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chembere

Chembere munhukadzi ararama kwenguva refu.

Verenga

Swipe for the next word