Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu kana mhuka yakwegura inenge yava ne-makore akawanda kwazvo ichirarama. Kare zvainzi vakadzi vakwegura ndivo chete vaikwanisa kubika doro remvura.
1
Kana munhu kana mhuka yakwegura inenge yava ne-makore akawanda kwazvo ichirarama. Kare zvainzi vakadzi vakwegura ndivo chete vaikwanisa kubika doro remvura.
Sekuru zvinoreva vanhu vakwegura here kana kuti murume wose anogona kuve sekuru?
Utara rukoko runonzi runoita mumaziso memunhu akwegura, zvichimutadzisa kunyatsoona.
Pamachembere ndepanogara vanhu vakwegura, uri musha wavo wokuti vazorore vachichengetwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwekwe-e
Kuti kwekwe-e kurira kunoita tseketsa inenge yavhundutswa kana kuti ichangopedza kukandira.
VerengaSwipe for the next word