Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achichemana nehama anenge achigara nadzo nokuita maonerapamwe panguva yadzinenge dzawirwa namatambudziko, kunyanya erufu.
1

Kukumbura kuenda kunochemana kana kudembana nomumwe akawirwa nedambudziko.
Kana munhu achichemana nehama anenge achigara nadzo nokuita maonerapamwe panguva yadzinenge dzawirwa namatambudziko, kunyanya erufu.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chematsenganzungu
Ichi chibhakera chakasimba chinondorova padama.
VerengaSwipe for the next word