KwaunobvaDuramazwiCchemba

Duramazwi · zita

chemba

chiku hweru

Zvinoreva

Chemba ihofisi dzinowanzoshandirwa nevatongi vedzimhosva.

Chemba ndepatinogara kana tichiita tsvina kana weti muchimbuzi.

1

Zvakangofananawo nekuvakwa kwemba, kana muvaki wemba akanyatsoronga hwaro hwemba, chidziro chemba yake nedenga racho harizonetsi kuturika.

Ndakarwara zvekuti ndaitogadzikirwa chemba pamubhedha.

Chemba chikwata chevanhu vanoshandira kusimudzira zveupfumi hwenzvimbo kana nyika yavo.

2

3

4

Chemba mudziyo unopihwa munhu kuti aitire weti mumba kunyanya kana ari manheru kuchityisa kubuda panze. Kumamisha vanhu vanowanzoshandisa chemba manheru vasingadi kubuda panze usiku kana kuti vachitya.

Ndakarwara zvekuti ndaitogadzikirwa chemba pamubhedha.

Zvakafanana

chiku hweru

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word