Kwaunobva

chema

zita
Zvinoreva
  1. 1

    Chema chipo chinobviswa nemunhu parufu. Patakaenda kurufu tose takabvisa chema yepondo.

    vanhu vemudunhu medu vanobvisa mari yechema kana pafiwa.

  2. 2

    Kurira kana kudeedzera nokuda kokushushikana kana kurwadziwa.

  3. 3

    Kana munhu achichema anenge achiburitsa misodzi kana kuzhamba kuratidza kuti ashushikana.

  4. 4

    Kuchema kusuwa zvakanyanya, zvikuru kunoita vanhu mushure mokufirwa kana mokunge paita chimwe chinhu chakaipisisa.

    Mai ava vakapfeka hembe nhema nokuti vari kuchema murume wavo akashaya mwedzi wapera.

  5. 5

    Kuchema kurira kunoita shiri kana kukuma kunoita mhuka.

  6. 6

    Kuchema kurira kunoita michini mizhinji kana ichiita basa.

  7. 7

    Kuchema kutaura mashoko okukumbirisa mumwe munhu kuti akuitire zvaunenge uchida.

    Totochema kuna mai kuti vatitendere kuenda kwasisi.

Mazwi akafanana
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary