Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa chekuti kuratidza pfungwa inotevera inotsanangudza kana kuwedzera yekutanga. Musikana anditaurira kuti anonoka nokuda kwechikonzero chekuti vana vanga vasina wokusara naye.
1
Tinoshandisa chekuti kuratidza pfungwa inotevera inotsanangudza kana kuwedzera yekutanga. Musikana anditaurira kuti anonoka nokuda kwechikonzero chekuti vana vanga vasina wokusara naye.
Akabva ayenda hake kukitchen ndokunotsvaga chekuti baTakue vadye.
Ndakatomboedza kutsvaga chekuti ndingaise mudumbu but ndakashaya.
Hameno kuti aive nechivimbo chekuti achachipedza here chikoro?.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chekwa
Kana n'ombe ichinzi yakachekwa inenge yakabviswa mhodzi dzamachende kuitira kuti isakwanisa kuzvara.
VerengaSwipe for the next word