Duramazwi
kuti
that · to
Duramazwi
that · to
Kuti izwi rinoshandiswa kubatanidza zvirevo richidudzira zvinenge zviri kuda kutaurwa kana kuitwa. Ndanyora tsamab iyi kuti mose muiverenge.
Tinoshandisa kuti kana tiine zvatinoda kubvunza kubva kuna vamwe. Kuti pane amboonawo pandaaisa makii angu?
Kuti izwi rinoshandiswa kubatanidza zvirevo richidudzira zvinenge zviri kuda kutaurwa kana kuitwa. Ndanyora tsamab iyi kuti mose muiverenge.
Maitakue ndovakazobvapo voenda kunorara kuti vago mirira kudzoka kwemurume wavo.
BaTakue semunhu angaasati achaisa akaona kuti better vaende kwave kutyaira havo.
Ndaifunga kuti vachachemazve nekuti ichi chaitove chishamiso chaicho but havana.
Tinoshandisa kuti kana tiine zvatinoda kubvunza kubva kuna vamwe. Kuti pane amboonawo pandaaisa makii angu?
Ndaifunga kuti vachachemazve nekuti ichi chaitove chishamiso chaicho but havana.
Tadiwa akatoona kuti amai ava havaimbomutaurira nekuti vaiita sevai musurpoter.
Vese vaive vochema and akanyatsonzwa mavoice kuti paive nevarume zvese nevakadzi.
Duramazwi
01 / 03kutinhira
thunder
VerengaSwipe for the next word