Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.
Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.
1
Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.
Iyo mitsetse yawatara apo haina kunyatsoti twasa.
Tarisa ndenge iyo yava kutoda kumhara.
Apa ndakabva ndafunga kuti zvaigona iri imwechete iyo iya yatakaona zuva riye naHeadmaster.
2
Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.
Iyo miti yacho inombobereka kwazvo here?
Ivo mari ndiyowo yava kutonga muupenyu mazuvano.
Apa ndakabva ndafunga kuti zvaigona iri imwechete iyo iya yatakaona zuva riye naHeadmaster.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03iyoyi
Ichi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.
VerengaSwipe for the next word