KwaunobvaDuramazwiIizana

Duramazwi

izana

Zvinoreva

Kuchinjana.

1

Kuchinjana.

Miti inomera pamwepo hairegi kukwizana kana kune mhepo.

Kunyange zvake ari shoroma, tinokwizana mapendekete mumabhawa umu.

Uyu mutambo wengoma unotambwa nevakadzi nevarume vachiswededzerana nokusikizana zviuno, pamwe vachitomuka mudenga.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word