KwaunobvaDuramazwiTtsinhana

Duramazwi

tsinhana

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakatsinhana zvinenge zviri pedo napedo zvakanyanya.

1

Kana zvinhu zvakatsinhana zvinenge zviri pedo napedo zvakanyanya.

Uyu mudungwe wezvinhu zvinenge zvakatsinhana, sechibage chiri mumitsetse.

Kana zvinhu zvakatsinhana zvinenge zviri pedo napedo zvakanyanya.

Kana mukaita maoko egudo munenge maita zvokutsinhana muchitotambidza zvinhu zvamuri kupana zvacho.

2

Kutsinhana kupa munhu chinhu, zvikuru chipfuwo, iye achikupawo chake, asi zvose zvichienderana pakukosha kwazvo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinhe

Tsinhe imbudzi inopiwa vatezvara nevakuwasha uye vakuwasha navatezvara sechiratidzo chekuti vava neukama.

Verenga

Swipe for the next word