Duramazwi · zita
tsinga
vein; artery · vein · nerve · artery
Duramazwi · zita
vein; artery · vein · nerve · artery
kasiyana dzemuviri.
Kutsinga kuteyera mumwe mushonga unomukuvadza.
Tsinga inhengo inofamba neropa kuenda kunzvimbo dza-
kasiyana dzemuviri.
Uyu muchina unoshandiswa kumbanya tsinga dzinobuda nourume hwen'ombe kuitira kuti isazvara.
Kubhadhisa mombe kuidimbura tsinga dzemachende anofamba neurume ichiri diki kuitira kuti izokura yava ngavi.
Manje akaura ini pana baTakue ndavekutobatirira netsinga netsinga chaidzo, mwana waamai vangu inyoka chaiyo!
Kutsinga kuteyera mumwe mushonga unomukuvadza.
Kuti tare kuzvimbirira kwetsinga dzakanyatsoti twasu neganda.
Idya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.
Kana munhu achinzi ane ndimbo anenge achitadza kunyatsotaura nokuda kwetsinga dzinenge dzakabata rurimi.
Tsinga inhengo inofamba neropa kuenda kunzvimbo dza-
Idya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.
Kana munhu achinzi ane ndimbo anenge achitadza kunyatsotaura nokuda kwetsinga dzinenge dzakabata rurimi.
Rundimbo rutsinga runenge ruri pasi perurimi rwe-mbwa, runonzi rukasabviswa imbwa inozorwara ichiondoroka.
Rutsinga ndepanenge pakuvara munhu ateyiwa nemushonga.
Mashwashwa itsinga dzinobatanidza mapfundo emuviri.
Kutsinga kuteyera mumwe mushonga unomukuvadza.
Duramazwi
01 / 03tsingano
Tsingano kasimbi katetetete, kane buri kune rimwe divi, uye kakapinza chose kune rimwe kanoshandiswa pakusona.
VerengaSwipe for the next word