KwaunobvaDuramazwiTtsine

Zvinoreva

Tsine kamunzwa katema, kanokura, kooma kubva muruva rinotumbuka pasora.

1

Tsine kabundo katema kanonamira panhumbi kana ukakagumha.

Urwu rudzi rwemuriwo wemashizha ekapundo kanomera pane ivhu rine mufudze wakawanda, kanobereka tsine tema.

2

Tsine kabundo katema kanonamira panhumbi kana ukakagumha.

3

Tsine mukombe wekutanga kubva muhari unopiwa mukwasha.

Zvakafanana

mapete

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word