Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mapete mukombe wedoro wokutanga kubva muhari kana pfuko unonzi unofanira kupiwa mukuwasha.
1
Mapete mukombe wedoro wokutanga kubva muhari kana pfuko unonzi unofanira kupiwa mukuwasha.
Mapete mukombe wedoro wokutanga kubva muhari kana pfuko unonzi unofanira kupiwa mukuwasha.
Kuona mapete kusiya munhukadzi anenge aroorwa kumurume wake.
Zvekutoti nemapete chaiwo akatoshayawo kuti ko zvainge zvadini Maitakue kusasiyawo chero tumasadza hatwo pasi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mapeto
Mapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.
VerengaSwipe for the next word