KwaunobvaDuramazwiMmapeto

Zvinoreva

Mapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.

1

Mapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.

Mapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.

Mapeto ndekwekupedzesera kwemunda kana nyika.

Paaida kuti apfuure akagumha chicken inn iya sezvo yanga iri kumapeto yakabva yadonha.

2

Mapeto ndekwekupedzesera kwemunda kana nyika.

Zvakafanana

magumo · mudzivo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mapfachupfachu

Kana zvinhu zvichinzi _mapfachupfachu_, zvinenge zvakawanda chaizvo. Pamuchato wake doro akanga ari mapfachupfachu zvokuti takanwa tikasiya.

Verenga

Swipe for the next word