Duramazwi · zita
Zvinoreva
Guma musoro wakanyanya kuita mudhusvu nechepamhanza.
Kurova kana kurovera.
Kuguma kugomara kwechinhu.
Kana chinhu chaguma chinenge chasvika kwekupidzisira kwezvanga zvichiitika.

Kuguma-guma chinhu kuchirova kuti chibve huruva kana zvimwe zviri pachiri.
Kuguma-guma kungotsvaga-tsvaga mari kubva kuvanhu vaunozivana navo.

Kuguma kwerwendo panzvimbo yepo (to arrive).

Kana munhu achinzi aguma anenge asvika pachinhanho chokuti haachakwanisi kuita vana nokuda kwezera rake.
Zvine chekuita
huma · -kuma
Zvakafanana
-pera
Zvine chekuita
-guma ura
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumadza
Kugumadza kuita kuti mudziyo wokutemesa kana kuchekesa utadze kupinza.
VerengaSwipe for the next word