Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gumwa chirwere chinoita paganda remunhu chinokonze-ra kucheneruka kana kufunuka kwepachinenge chainda. Kana aine gumwa usapfekedzana naye hembe nokuti unogona kubatira chirwere ichi.
1
Gumwa chirwere chinoita paganda remunhu chinokonze-ra kucheneruka kana kufunuka kwepachinenge chainda. Kana aine gumwa usapfekedzana naye hembe nokuti unogona kubatira chirwere ichi.
Kuti gondoro kurira sekunoita mugoro usina mvura unenge wagumwa nechimwe chinhu.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumwe
Kushanda pamwe chete kuitira kupedza basa (collective work).
VerengaSwipe for the next word