KwaunobvaDuramazwiGgunda

Duramazwi · zita

gunda

-kona

Zvinoreva

Kana vanhu vakaita gunda vanenge vachifamba vari pamwe chete vakawanda.

Kugunda kutadza kuita chimwe chinhu.

1

Akaita zvokugunda vhudzi rangu, zvokuti vanhu votofunga kuti ndiri mupositori wekwaMarange.

Kuzhurungunda kuvavira sezvingaita doro rakavira kana mukaka wakakora.

2

Kugunda kutadza kuita chimwe chinhu.

Kana vanhu vakaita gunda vanenge vachifamba vari pamwe chete vakawanda.

Kana munhu akati ngunda anenge akarara achiratidza kuti akafa.

3

Kugunda kupedza zvokusiya pasisina chinhu.

Akaita zvokugunda vhudzi rangu, zvokuti vanhu votofunga kuti ndiri mupositori wekwaMarange.

Zvakafanana

-kona

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gundakunda

Gundakunda inzira yokubata nayo hove uchishandisa jira.

Verenga

Swipe for the next word