Kwaunobva/Duramazwi/G/guduza
Duramazwi
Kuguduza kudya kana kunwa zvokupedza zvose.
gudya
Kuti gudya kumedza chinhu zvine ruzha.
gudyu
Kuti gudyu kumedza mvura kana chimwe chinonwiwa, zvine ruzha.
gudza
Gumbeze.
Swipe for the next word