Kwaunobva/Duramazwi/G/guduru
Duramazwi
Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.
Kuti guguduru kubanda zvokudya zvakaomarara, muromo wakavharwa.
guduza
Kuguduza kudya kana kunwa zvokupedza zvose.
gudya
Kuti gudya kumedza chinhu zvine ruzha.
gudyu
Kuti gudyu kumedza mvura kana chimwe chinonwiwa, zvine ruzha.
Swipe for the next word