KwaunobvaDuramazwiGgumira

Duramazwi

gumira

Zvinoreva

Kugogodzera.

Kupedzera chiito panzvimbo yepamusoro.

1

Kugogodzera.

Mapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.

Kana munhu achipega munda anenge achitaridza panogumira kurimwa nepachaiswa migero.

Mucheto ndepanogumira kana kuperera zvinhu zvakaita senzvimbo, munda kana zvimwewo.

2

Kupedzera chiito panzvimbo yepamusoro.

Kana munhu achipega munda anenge achitaridza panogumira kurimwa nepachaiswa migero.

Mucheto ndepanogumira kana kuperera zvinhu zvakaita senzvimbo, munda kana zvimwewo.

Rukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira rinda richacherwa.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word