Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ndi kubata zvakasimba chaizvo.
Kuti ndi kumira nokukasira pamusana pokuti pane chakudzivirira, zvokuti hauchakwanisi kuenda mberi.
Ichi chiratidzamuiti chinomirira nyakutaura packake. Ini ndinoenda nhasi.
Ichi chivakiso chinopfekerwa muchiito kuratidza kuti muitirwi ndiyezve nyakutaura. Akandituka pazere vanhu.
Kuti ndi kubata zvakasimba chaizvo.
Asi akatozounza nhamo ndi Maitakue vava kuda kuendeswa kuunirversity.
Nazvino vachingomuchengeta zvakawoma kudaro, asi iye aito funga kuti mabiological parents ake ndi Baba naamai vaTanaka.
Wazviona here kuti pamuenzaniso uyu /ndi-/ ari kushanda sechiwedzerwa chechindori /ndi-/ uye dzitsi rechindori /-amai/.
Kuti ndi kumira nokukasira pamusana pokuti pane chakudzivirira, zvokuti hauchakwanisi kuenda mberi.
Asi akatozounza nhamo ndi Maitakue vava kuda kuendeswa kuunirversity.
Wazviona here kuti pamuenzaniso uyu /ndi-/ ari kushanda sechiwedzerwa chechindori /ndi-/ uye dzitsi rechindori /-amai/.
Panoshandiswa mazwi akaita seaya; /ini/, /ndi-/ Heunoi muenzaniso wenyaya pfupi yakanyorwa ichishandisa mutauri wokutanga.
Kuti ndi kusvika kumagumo kwezvinenge zvichiitika.
Ichi chiratidzamuiti chinomirira nyakutaura packake. Ini ndinoenda nhasi.
Wazviona here kuti pamuenzaniso uyu /ndi-/ ari kushanda sechiwedzerwa chechindori /ndi-/ uye dzitsi rechindori /-amai/.
Panoshandiswa mazwi akaita seaya; /ini/, /ndi-/ Heunoi muenzaniso wenyaya pfupi yakanyorwa ichishandisa mutauri wokutanga.
Dzitsi rezwi ndiro mudzi unoumba izwi racho. Dzitsi rechiito chinoti _"takaona"_ ndi-on-.
Ichi chivakiso chinopfekerwa muchiito kuratidza kuti muitirwi ndiyezve nyakutaura. Akandituka pazere vanhu.
Panoshandiswa mazwi akaita seaya; /ini/, /ndi-/ Heunoi muenzaniso wenyaya pfupi yakanyorwa ichishandisa mutauri wokutanga.
Dzitsi rezwi ndiro mudzi unoumba izwi racho. Dzitsi rechiito chinoti _"takaona"_ ndi-on-.
Kuti ndi ndi ndi kuzara kunoita panzvimbo nevanhu vanenge vakaunganapo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndi ndi ndi
Kuti ndi ndi ndi kuzvimba kwechinhu chazadzwa nezvimwe zvinhu, sezvingaite dumbu razadzwa nechikafu.
VerengaSwipe for the next word