KwaunobvaDuramazwiNndeya

Zvinoreva

Kana munhu achindeya anenge achifamba achidzokorora paambofamba napo. Ndandeya nomusha wose ndichikutsvaga.

1

Kuti mviriri kundeya zvine simba, uye zvine karuzha zvinoita ibwe rinenge raposherwa zvine simba.

Kana munhu achindeya anenge achifamba achidzokorora paambofamba napo. Ndandeya nomusha wose ndichikutsvaga.

Zvine chekuita

mbeva

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word