Duramazwi · zita
ndevo
blame
Duramazwi · zita
blame
Ndevo chinhu chakaipa chinenge chichipomerwa munhu kuti achiita.
Ndevo chidimbu chechirevo. "Mukomana aenda" indevo yechirevo chinoti, "Mukomana aenda kumagirosa kunotenda chingwa."

Mazwi acho anogona kuva madimikira, nyaudzosingwi, tsumo kana dzimwewo ndevo dzakashandiswa.
Unofanirwa kuziva ndevo kana mazwi akashandiswa mundima kuti zvikurerukire kupindura mibvunzo iyi.

Duramazwi
01 / 03ndevobonga
Aya mazwi anenge ane rimwe izwi rinenge riri chiito. "Farai afamba rwendo" indevobonga nekuti pane chiito "famba".
VerengaSwipe for the next word