KwaunobvaDuramazwiMmhosva

Duramazwi · zita

mhosva

blameworthy · blemish · Case · condemn · condemned · condemning · criminality · damned · faultlessly · faultlessness · findfault · guiltless · innocent · liable · offense · reprehensible · scandal · accused · blame · blamed · charged · charges · crime · crimes · fault · guilt · guilty · lawsuit

Zvinoreva

Mhosva chikanganiso chinoitwa nemunhu chinogona kumusungisa kana kumusvitsa kudare.

1

Mhosva chikanganiso chinoitwa nemunhu chinogona kumusungisa kana kumusvitsa kudare.

Mhosva yake yokuba yamupinzisa mujere kwemakore maviri.

Anenge angori mashoko oga oga vanhu vachipopota apo ainge anzwa nekutama achitiza mhosva dzemudzimai wake.

Kutonzwa kuti ndaive ndakutoita mhosva hombe chaiyo.

2

Kana munhu achiti hazvina mhosva anenge achireva kuti hazvisisina nebasa rese. Chirega zvako kuuya hasvisina mhosva nyangwe ukagara.

Zvakafanana

mhaka

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhoti

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu asina chokwadi chakazara nezvaari kutaura nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word