KwaunobvaDuramazwiMmurandu

Duramazwi · zita

murandu

claim · charge

Zvinoreva

Murandu imhosva kana zvikanganiso zvemunhu.

Murandu i nyama, doro kana zvimwewo zvinopihwa vanhu vanoremekedzwa zvisati zvasvitswa kuruzhinji.

1

2

Zvakafanana

mhaka

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muranjisi

Muranjisi muti unodyarwa, unogara uine mashizha manyoro nguva dzose, unoita vana vakaurungana, vanotsvuka kana vaibva uye vanogadziriswa zvinwiwa kana jemhu.

Verenga

Swipe for the next word