Duramazwi · zita
muraranji
Zvinoreva
Muranjisi muti unodyarwa, unogara uine mashizha manyoro nguva dzose, unoita vana vakaurungana, vanotsvuka kana vaibva uye vanogadziriswa zvinwiwa kana jemhu.
1
Muranjisi muti unodyarwa, unogara uine mashizha manyoro nguva dzose, unoita vana vakaurungana, vanotsvuka kana vaibva uye vanogadziriswa zvinwiwa kana jemhu.
Uyu muti unenge muranjisi kana mundimu unobereka vana vanonzi mabhuratifuru.
Munachisi muti unogara une mashizha akasvibira, wakaita semuranjisi, unobereka michero inotapira inonzi manachisi.
Zvakafanana
muraranji
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muranzi
Muranzi museve wezuva mutsvuku unoonekwa pakubuda kana pakuvira kwaro.
VerengaSwipe for the next word