KwaunobvaDuramazwiMmurapwa

Duramazwi · zita

murapwa

Zvinoreva

Murapwa murwere anenge achipiwa mishonga kuti anaye.

1

Murapwa murwere anenge achipiwa mishonga kuti anaye.

Mwana akatanga kueredza misodzi ave kuda kuzama kudzimura asi zvakakona n'anga murapwa achida nekuti ndiye anga ave kutotsva.

Zvakona n’anga murapwa achida.

Murapwa murwere anenge achipiwa mishonga kuti anaye.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

murara

Murara rudzi rwemuti une mashizha marefu akasimba anorukiswa heti, tswanda nezvekuwaridza mumba.

Verenga

Swipe for the next word