Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murara rudzi rwemuti une mashizha marefu akasimba anorukiswa heti, tswanda nezvekuwaridza mumba.
Murara mutsetse kana gwapa jena rinenge riri paganda remhuka.
Murara itsenza dzinochengetwa kuti dzigoitwa mbeu panguva yekurimwa kwadzo inozotevera.

Muruki munhu anoita basa rokugadzira zvinhu zvakaita seheti, mhasa nezvimwewo achishandisa murara kana nhokwe.

Kugadzira kana kuumba muchiita zvokupesanisa nokusunganidza zvakadai netsanga, murara, makavi, mikosi neshinda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murarabungu
rainbow
VerengaSwipe for the next word