Duramazwi · zita
raini
line
Duramazwi · zita
line
Mutsara.
Mutsara.
Kana uchindyararidza vanhu unenge uchivaitisa mudungwe kana kuti raini.
Raini musha wakavakwa une dzimba dzakawanda dzinotevedzana.
Vakavigwa zvaive nechiremera mai vangu zvekuti chero vanhu vemuraini vakayemura.
Raini musha wakavakwa une dzimba dzakawanda dzinotevedzana.
Duramazwi
01 / 03raira
Kana uchiraira mumwe, unenge uchimupa mazano emafambisirwo anenge achifanirwa kuitwa nyaya dzakasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word