KwaunobvaDuramazwiNnhurikidzwa

Duramazwi · zita

nhurikidzwa

balcony

nhu-nhudzikwa

Zvinoreva

Nhuriki-dzwa zvinhu zvinenge zvakarongwa nenzira yokuti zvimwe zvinenge zviri pamusoro pezvimwe.

1

Nhuriki-dzwa zvinhu zvinenge zvakarongwa nenzira yokuti zvimwe zvinenge zviri pamusoro pezvimwe.

Nhava inzvimbo inogara nhurikidzwa dzehari, ndiro nemigomo yemvura mumba yekubikira.

Zvakafanana

nhu-nhudzikwa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhurira

Nhurira rumre rudzi rweharl yedororo repanhimbe inomboniwa vanhu vachiri kushanda basa.

Verenga

Swipe for the next word