Duramazwi · zita
nhuriro
nhu-ngamidzo
Duramazwi · zita
Nhuriro yebhuku chindima chinonyorwa papeji yeku-tanga-tanga nemunyori waro kana kuti nemumwewo munhu, chekupira bhuku racho kuvarengeri.

Duramazwi
01 / 03nhuru
Nhuru imbeva diki ine mitsetse mitema pamusana.
VerengaSwipe for the next word