KwaunobvaDuramazwiNnhuruka

Duramazwi · zita

nhuruka

nhu-rura

Zvinoreva

Nhuruka imhepo inovhuvhuta iri pakati pekumaodzanya nemakumabvazuva.

1

Nhuruka imhepo inovhuvhuta iri pakati pekumaodzanya nemakumabvazuva.

Nhuruka imhepo inovhuvhuta iri pakati pekumaodzanya nemakumabvazuva.

Nhuruka imvura inotanga kunaya pakutanga kwezhizha.

Munhuruka inguva inonaya mvura yekutanga tichibva muchirimo.

2

Nhuruka imvura inotanga kunaya pakutanga kwezhizha.

Zvakafanana

nhu-rura

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhururu

Nhururu mweya wakaipa unobuda mukanwa kana munhu akagutisa kana achinge adzvova.

Verenga

Swipe for the next word