Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zvinhu zvakaturikidzana zvikuru.
1
Zvinhu zvakaturikidzana zvikuru.
Kukoromora kudonhedza zvinhu zvanga zvakarongwa zvakaita mudurikidzwa.
Vavaki vedzimba dzomudurikidzwa mumadhoroba vanoshandisa kireni kukwidza zvidhina nezvimwe zvavanenge vachivakisa nazvo.
Keche muchina unoshandiswa pakukwira nekuburuka zvivakwa zvemudurikidzwa zvepamusoro.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mudya
waistband
VerengaSwipe for the next word