Duramazwi · zita
mudungwe
procession · queue; line · queue (line)
Duramazwi · zita
procession · queue; line · queue (line)
Mudungwe mutsara wevanhu kana mhuka zvinenge zvichifamba zvakaderekedzana. Nzou dzinofamba dzakaita mudungwe kana dzichiyambuka mugwagwa.
Mudungwe mutsara wevanhu kana mhuka zvinenge zvichifamba zvakaderekedzana. Nzou dzinofamba dzakaita mudungwe kana dzichiyambuka mugwagwa.
Mamoyo naMaitakue vakabuda vakaita mudungwe kuenda kumba kwaMai Mhofu vachiita kumhanya sevaimhanyiswa nezvikara Zvose zvesango.
Vakabva vangoita mudungwe vakananga kuimba yavainge vagadzirirwa mhururu ichikwetsurwa.
Kutoronga zvenyu mudungwe semunoenda kuhuni munoti munoendepi?
runda-za · mutsetse · mudorongondo
Duramazwi
01 / 03mudungwerungwe
Aya makomo akabatana-batana akatanda. KuNyanga kune mudungwerungwe wemakomo.
VerengaSwipe for the next word