Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gwitikwiti kutamba kunoitirwa kufadza nokuvaraidza vanhu.
1
Gwitikwiti kutamba kunoitirwa kufadza nokuvaraidza vanhu.
Majaya nemhandara zvakaita gwitikwiti rakasimudza guruva pamabiko okugadzwa kwashe.
Gwitikwiti kutamba kunoitirwa kufadza nokuvaraidza vanhu.
2
Gwitikwiti kusvika kunoita vanhu panzvimbo vachiteverana.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwito
Gwito imbeva ine matama makuru ainoshandisa kuchengeta chikafu chainenge isati yamedza.
VerengaSwipe for the next word