Duramazwi
Zvinoreva
Kugwishuka kudambuka kunoita chinhu changa chakabatana.
1
Kugwishuka kudambuka kunoita chinhu changa chakabatana.
Gavi rokusungisa huni rakagwishuka napakati.
Kugwishuka kudambuka kunoita chinhu changa chakabatana.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwite
Gwite imhando yembeva ine matadza akakura chose, uye inofarira kuchera mwena wayo pazvuru.
VerengaSwipe for the next word