KwaunobvaDuramazwiGgwiriri

Zvinoreva

Kuti gwiriri kufema zvine ruzha kana wakarara. _Munhu anoti gwiriri arere haaendwe naye kucharara._

1

Kuti gwiriri kufema zvine ruzha kana wakarara. _Munhu anoti gwiriri arere haaendwe naye kucharara._

Magwiriri kufema kune karuzha mukati, kunoitwa kazhinji nemunhu anenge akarara zvisina kunaka kana kuti akadhakwa.

Zvakafanana

gururu

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwiro

Gwiro mudziyo unoshandiswa pakusvikira nzvimbo dzakakwirira nepakupfirira dzimba.

Verenga

Swipe for the next word