Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gwiro mudziyo unoshandiswa pakusvikira nzvimbo dzakakwirira nepakupfirira dzimba.
Gwiro muripo unobviswa nemunhu anenge auya kuzomhan'ara nyaya yake padare. _Nyaya haitongwi pasati pabviswa gwiro._

Kusvova kungoerekana munhu asisaonekwi, atiza muchivande. Mangwiro wakasvova nechikwereti changu ndakarivara padhibhi.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwishu gwishu
Kuti gwishu gwishu kutyoka kwezvinhu panguva imwe chete uye nokukurumidza.
VerengaSwipe for the next word