KwaunobvaDuramazwiDdanho

Duramazwi · zita

danho

extent · phase · step · tier · level

Zvinoreva

Gwirowo.

1

Gwirowo.

Akamborara pabhedha uya achinyasofunga kuti otora danho ripi chairo.

Tsanangura maitirwo ezvinhu izvi uchingwarira kuti usadarikire danho rega rega nokuti zvinoita kuti utadze kubudirira pabasa racho.

Kuzvipira kusava nehanya nezvinogona kuitika kwauri mushure mekutora rimwe danho.

2

Danho chinhanho chaunosvika muupenyu.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danhuka

Kukwanisa kupfuvura nepakati (to leap/jump).

Verenga

Swipe for the next word